Of course, there are so many different types of jobs and occupations. However, in this haatikl, I will hexpagorate a reasonable number of different professions in chiShona language that most people are familiar with.

EnglishChiShona
Actor/actressMutambi wemafirimu or Mutambi wemabhaisikopo
Artist (singer/songwriter)Muimbi/munyori wenziyo
Audio engineer (sound engineer)Injiniya wemumhanzi or Injiniya wemarekodhi
Barber (coiffeur)Bhabha, Mugeri wevhudzi
BodyguardMonya, Mbombo
Bus DriverMutyairi wedutavanhu, Mutyairi webhazi
CarpenterMuvezi
Con artist (hustler, yahoo boy, scammer, etc)Mbivha, Mbavha, Chivharo, Chiridhi, Gube, Tsotsi, Gwara, Munyengedzi, Ndyire or Nhavatava
Commercial farmer (or residential farmer)Murimi
Commuter omnibus driver/conductor/toutHwindi or Mutekenyi wekombi
Computer programmer (software engineer/developer)Injiniya wemakombiyuta
Computer scientistSaindisiti wemakombiyuta
DentistDhokotera wemazino, or Chiremba wemazino or vemazino
DiplomatDhipuromati
DJ (disc jockey)Muridzi wemarekodhi
DoctorDhokotera or Chiremba
EconomistIkonomisiti
Elected presidentMutongi wenyika, Mutangamiri wenyika, Nhungamiri yenyika
EngineerInjiniya
Fish farmer, piscatorMudzimba
Foreign intelligence officer (spy, etc)Musori, Jonhi or Mujoni
ForemanForomani or Mupikiti
HousemaidSisi Vebasa, Musikana webasa, Dhidhabha
JournalistMutapi wenhau or Mutori wenhau
Judge (magistrate)Jaji or Mutongi
Lawyer (attorney, solicitor, barrister, advocate, etc)Gweta
Marriage commissionerMudzviti
MechanicMakanika
MessengerNhumwa, Nhume
Registered NurseMukoti
MidwifeNyamukuta
Pastor (preacher, reverend, etc)Mufundisi, Muparidzi wevhangeri, Muranda wevhangeri
PhotographerMutori wemifananidzo, Mutori wemafoto, Mutori wemapikicha
PilotPairoti or Mutyairi wendege
PriestMupristi or Muprista
Prime ministerNhungamiri yehurumende, Mutungamiri wehurumende
PoetNyanduri, Mudetembi
PoliticianPoritizheni
Police officer (intelligence officer, spy, etc)Mupurisa or Mungonjo
ProphetMuporofita or Muprofita (slang papa)
Security guardMahobho, Gadhi
Scientist (astronomer, botanist, physicist, etc)Sayindisiti
ScreenwriterMunyori wemafirimu
SecretarySekiritari
Soccer playerMutambi webhora, Mutambi wenhabvu
SoldierMusoja
StudentMudzidzi
Teacher (lecturer, tutor, instructor, etc)Mudzidzisi, Murayiridzi
Train driverMutyairi wechitima or Mutekenyi wechitima
Writer (author, blogger, ghostwriter, etc)Munyori
Author
Nolwazi Kwayedza
Views
689
First release
Last update
Rating
0.00 star(s) 0 ratings

More resources from Nolwazi Kwayedza

Top