Mbikiza

SN Word Mbikiza

  • This site uses cookies. By continuing to use this site, you are agreeing to our use of cookies.
"Mbikiza" pah Shona/Chivanhu langwij miin tuu tings ahn dis na:
  1. Short-shorts (ar booty shorts)
  2. A very tight ahn short mini-skirt, seh boht a couple inches long.

Hegzampl Yuus:
👨🏾‍🦲 Person 1: "Bhebhi uyo akarova hake mbikiza manje nemahwindi nhasi anochiona."

👨🏿‍🦲 Person 2: "Taura hako mahwindi anobva aita take-take kusvika ati eke."

👨🏾‍🦲 Person 1: "Mayazi wangu, nemahwindi hapana chance inopihwa daige kuti ati eke."
Author
Munyaradzi Mafaro
First release
Last update
Rating
0.00 star(s) 0 ratings

More resources from Munyaradzi Mafaro