1: any tree
2: any herb (or traditional medicine)
3: any shrub
2: any herb (or traditional medicine)
3: any shrub
Example sentences for 1
Example sentences for 2
Related terms for 1
En | Sn |
---|---|
Trees | Miti |
Root | Mudzi |
Roots | Midzi |
Leaf | Shizha |
Leaves | Mashizha |
Branch | Bazi |
Branches | Mapazi |
Bark | Gwati |
Barks | Makwati |
Fruit | Muchero |
Fruits | Michero |
Thorn | Munzwa |
Thorns | Minzwa |
Tree fern | Mumvuri webwe, mumvuri wedombo |
A broadleaf or hardwood tree | Mudanhapfunye, mudyakuwe, mudyambira, mukaki |
A dwarf tree or a tiny shrub | Mubikanyemba, mudyamhara, mugopa, mupfeya, musiranyati, mutsikanyati |
A semi-evergreen tree | Mudyamhofu, mudyavarungu, mukwiramhofu, mupumhanhuka, munyimonyimo, muvhuranyimo |
A brief expagoration of herbs, shrubs, and trees in chiShona
En | Sn |
---|---|
Confetti bush (shrub) | Chivhunabadza, chizhuzhu, mukokoba, mugaranjiva, musosaguva, mutotova |
Jimsonweed (shrub) | Chowa |
Wattle (or thorn tree) | Mubayamhondoro |
Knobbly climbing bushwillow | Mubondorokoto |
Bloodwood tree | Mubvamaropa |
Sausage tree | Mubvee, mubveve, mumvee, musonya |
Mobola plum tree | Muchakata, muhacha, mushakata |
Buffalo thorn tree | Muchecheni, mushesheni |
Ebony tree | Muchenje, mushenje |
Doum palm | Muchindwi |
Fagaropsis angolensis | Mudanhatsindi |
Natal plum (shrub) | Mudyabveni, mudyabvene, munzambara, muruguru |
Chocolate berry | Mudyagava, muhubva, mukubvu, mutsere, mutsubvu |
Candelabra tree | Mudyahuku, munwahuku |
Albizia antunesiana | Mudyahumba, mugaranyenze, muriranyenje, muriranyenze |
Ghostberry (shrub) | Muchagauwe, mudyambudzi, musangaoma, musosoti |
Duiker Berry | Mudyamhembwe, mukuvazviyo, mupambari, mutsonzowa, mutototo |
Cassia singueana Delile (shrub) | Mudyamhungu, mudyanungu, mukundanyoka, mupinga, mupumhamakuva, mutandanyoka, |
Paperbark corkwood | Mudyaroro, mufunuka, mukuhunu, mutsvedzambira |
Octopus cabbage tree | Mufenje, mushenje |
Searsia pyroides | Mufokosiyana, mutungahove, mutepe |
Ozoroa reticulata (shrub) | Mugaragunguwo, murungu, musukameno |
Broad-leaved beechwood | Mugarahorwe, mugarohorwe, mugarahungwe, mutsatsati |
Willow beechwood | Mutsatsati, muzhenje |
Cape cheesewood | Mubanda, muchemedzambuya, mugarambinga, mukwenukwenu |
Smilax anceps Willd (shrub) | Mugaranguruve, garura |
Russet bushwillow | Mugodo, mugoro, mupembere |
Forest fever tree | Gururu, mugopogopo, muyama |
Pod mahogany | Mugorihondo, mugoriondo, mukamba, mungongoma |
Guava tree | Mugwavha |
Banana (herb plant) | Mubhanana, muhobo, muhovha |
Pod mahogany tree | Mugoriondo, mujarakamba, mukamba |
Wild syringa | Mukarakati |
Century plant (herb) | Mukonje |
Ormocarpum kirkii | Mukomanzou, munyadza, mupotanzou, mutsikanzou |
Broad-leaved yellowwood | Mukonono, mususu, mutabvu |
Blackthorn tree | Mukutokwa, munanga, muguunga, munanaunga |
Water-loving tree | Muisu, mukute |
Cape fig tree | Muchowana, mukuyu, muonde |
Bolusanthus speciosus | Mukweshangoma, mukweshanyama, munyati, mupaka, mupakwa |
Mangifera indica | Mumango, mumengo |
Lippia javanica (shrub) | Mumara, zumbani |
Lekkerbreek tree | Mumhinu, muminu, muparamhosva, mosvodzabveni, mutswatswari |
Naartjie tree | Munachisi |
Ananas comosus (shrub) | Munanazi |
Lemon tree | Mundimu, muremani |
Kalahari white bauhinia | Mun'ando, mupondo |
Sourplum tree (shrub) | Munhengeni, mutengeni, mutsvanzva |
Mnondo tree | Munhondo, mutondo |
Dombeya rotundifolia | Munhongotowa, munhongotongo, mutongotowa, mutohwechuru |
Solanum incanum (shrub) | Munhundurwa |
Batoka plum | Munhunguru |
Sicklebush tree | Mupangara, munhangara, muruka |
Balsam tree | Mupani, mupane, musaru |
Marula tree | Mupfura, mutsomo |
Violet tree | Mufufu |
Brachystegia boehmii | Mufuti, mupfuti |
Prunus persica | Mupichisi |
Papaya | Mupopo |
Gum tree | Mupuranga |
Orange tree | Muranjisi, muraranji, muoranje, muorenji |
African blackwood tree | Murwiti, munhohwe, mumhingwe |
Zebrawood tree | Musasa, msasa |
Monkey bread tree | Musekesa, mubaba, mutukutu |
Lannea discolor tree | Mushamba, mumbumbu, muhumbukumbu, mupuri |
Monotes elegans Gilg | Mushava, mubaravashava, muvara, murasha |
Syringa berrytree | Musiringa |
Natal orange | Mutamba, mun'ono |
Rubber tree | Mutohwa, mutowa |
African greenheart | Mutondochuru, mutondosvi |
Brachystegia tamarindoides | Muunze, muuzhe |
Baobab tree | Muuyu, muwuyu |
Sugar plum | Muzhanje, mushuku |