means ragi or finger millet (a small, nutritious, and resilient cereal grain high in protein) Synonyms: rapoko rukweza Example sentences Maya, handidi sadza rezviyo. Actually, handitomboda sadza, ndinofarira mupunga kana manudhuru. No, I don't like sadza made from finger millet. Actually, I don't even like sadza, I prefer rice or noodles. Click to expand... Zviyo ndicho chikafu chinodyiwa nguva zhinji munyika dzakawanda dzemuAfurika uye chinokosheswa zvikuru nekuda kwekuti chinosimbisa hutano hwako. Finger millet is a staple food in many African countries and is highly valued because it boosts your health system. Click to expand...