Bhabharasi Rinopedzwa Neyi?

Black Panther

grand master
Prevention is better than cure saka, zvebhabharasi it's usually a matter yekutanga wadya usati wanwa and kunorara usina kunhwa mvura.

Not zvinoitwa nevamwe vanhu zvekurova chapomba apa mudumbu hauma kana chinhu.
 

Black Panther

grand master
Nyaya ye kuslimmer it's about diet. Zvakangofanana nevanhu vanoenda kugym everyday asi diet yavo iri out of focus with their health goals.

Hapana zvazvinoita in terms of reaching a target body weight.

Wataura shuwa, munhu anomukira kugym then a few hours obva atanga kudutira maziku sadza, on top of that plate yakaita kuzara muriwo nenyama. :LOL:
 
Top