Status
This post is closed for further replies.

Scorpio

grand master
Bhaibheri rinotaura nezve kuvapo kwemadhimoni mazhinji. Izvo zvenjuzu, maya.

Uyezve Bhaibheri rinotsanangurawo kuti kunewo ngirozi dzakadonha kubva kudenga dzinokwanisa kuzvishandura madiro ajojina kuti dziratidzike sedzakanaka dzichijuta vanhu.


2 VaKorinde 11:14

14 Naizvozvo hazvishamisi, nokuti Dhiyabhorosi anoramba achizvichinja kuva ngirozi yechiedza.
 

Bla Jedza

apprentice
Revhitiko yawaisa apa inoti "... uye musabvunza vafemberi,..." Necromancy nevafemberi hazvina kusiyana here?

Kazhinji kacho vanhu vanoita nezve necromancy vanenge vachida kuziva zvinhu zvichaitika kumberi kwenguva. So perhaps that's why muShona Bhaibheri makanyorwa kunzi vafemberi.
 

Shamiso

initiate
Kazhinji kacho vanhu vanoita nezve necromancy vanenge vachida kuziva zvinhu zvichaitika kumberi kwenguva. So perhaps that's why muShona Bhaibheri makanyorwa kunzi vafemberi.

Well, if you say so because even ukazvitarisa vafemberi is more like a broad general term and doesn't eggzactly expagorate musiyano, senge kuti clairvoyance, necromancy, etc.
 
Status
This post is closed for further replies.

New Posts

Latest resources

Top