Scorpio
grand master
Ambonyanyokosha zvakaita seiko Prophet Uebert Angel zvaanonzi "daddy" nemumwe murume?
ah, bvunzawo nekuti zvaana papa ndakazvitadza kubva kudhara.
Asi vari kuvharirana here avo?
Wabva wasvitsa nyaya kumukata.
Kushedza mumwe murume kuti papa oro daddy hazvina kusiyana here nenhau ye mentorship?
Maya, kudana mumwe murume uchimuti daddy zvazonyaya hakuna zvakadaro.
But still ivo vanenge vachiti it's Mentorship though.