Numero Uno
grand master
Chii chinonyanya kukonzeresa kuti mamwe mabhebhi anoratidzika sekunge akarongeka abvume kuva small house, sidechick, kana blessee?
Mungati mamhepo here, mashavi here, oro kungoda dhikondo neku spakwa halaz?
Mungati mamhepo here, mashavi here, oro kungoda dhikondo neku spakwa halaz?