Bla Jedza

apprentice
View attachment 1842

Zuva Habane wrote:

"aiwa veduwe, zvakwana munhu wepi,
hatina kumurambidza kuhura isu, my problem is she wants to be the nicki
minaj of the industry achikanganwa kuti milage yake yafamba angofanana
nesu ma M2.
bvuma wadhambha Fresh meat akukutorera market sweberai uko
mubhedha muhome maiguru.
anotuka vanhu achiti mune poverty what what
muri marombe etc
hamuna mari muri vanhu venhamo bla bla bla
iye achidya chegotsi!
akatuka ingodaTV a few days ago saying he is etc
ingodaTV Is better off anodya cheziya than iye anodla chegotsi
If you clap back i swear tinosvitsana krismas i gat files vids SS for days
including yaBlaz vanobva ku plokwane nyaya ye fur jacket re R19K mu
sandton dzikama uti hlooo ndinokuyanika izvezvi
i gat receipts sis, who do you think you are kutaura chihure chevamwe Pa
Facebook? stop it! I Know a lot of people's shenanigans including that one
you call your bf but i dont expose it is none of my Hokoso!
I publicly you to stay in your lane quiet , bitch in silence make your
money sis and let others bitch in peace but ndiwe hauhwi wakatanga
kudenha talking smack on FB. We will see who makes who famous!
chihure hachisekanwe, hachipuhwane munhu wese
ngaaswedere mubhedha muhombe"


#tesetirimahure


View attachment 1843

"i don't need to say your name to be famous! bish I'm already famous! ndimwi
muchapa vanhu mbiri here imwi? Naito twumagrazi!
Leave mwana alone, kuvhunduka dzvinyu iwe wakasungirira nyoka
muchiuno! Chese chaunacho ndechegotsi!
Out here lying to people tryna be holy Stop it!
Vanhu vanohakira tuma statement twako havazive chokwadi
chezvauri, please let others bitch in peace, tozviziva kuti waka rohwa
chipoko round sorry shamwari ndozvinoita chihure, but sha boys rinoba
mota pajozi! taking pics with their imported cars whilst they are busy running
your milage unowana something sha hauzovate nezhara haungabati
industry urihwanizve maiguru swebarayi uko munokwana mese mubhedha
muhombe mhani uyo! mumwe uriku Borrowdale road kwablaz veRange Rover
BMW neBenz haaa vaskana musanyima vamwe. Leave room for new kids
on the blæk otherwise you will be Nicki iye ova Cardi B Zvikadigwa jecha.
I gat more receipts if you want. Leave her alone!
Chihure hachirambidzwe; hachisekanwe
Hachipumhanwe there is enough room for everyone, maiguru sweberayi uko
tirare! Let the people bitch in peace."


#tesetirimahure


Lol just imagine that. ?
 
Top