Borrowdale Barron
grand master
Taura hako zvakangofanana nekuti Zimdancehall artists or Zim Hip Hop rappers should be sponsors vebhora re muZimbabwe.
Oh finish watii?


Dai wadzokorora maybe zvinogona kumeka sense...


Taura hako zvakangofanana nekuti Zimdancehall artists or Zim Hip Hop rappers should be sponsors vebhora re muZimbabwe.
Oh finish watii?
Dai wadzokorora maybe zvinogona kumeka sense...![]()
Haa iwe. Hapana zvataurwa apo. How can he compare vanhu veZimdancehall music naGinimbi?
Analogy yakadhakwa iyo.
Vanobatanidza ka mari. There is power in numbers.