Lenard

Lenard Maseko
Kumwe kwacho hakusi hako kugeza a lot of them vanoitwa oxygen facial therapy and vamwe vano bleacher vozviti tinogeza. Kana munhu akasviba akasviba hapana paachatsvuka nekugeza.
 

Lenard

Lenard Maseko
But how do you know kuti munhu aita skin-lightening. Ko kana agara akangodaro?

Shamwari zvinooneka paBefore and After wangu. Hapana munhu paachangogara akaisa filter ka. Mureal life hamuna filter senge Instagram, mune mhezi kana munhu aka bleacher skin zvisina direction.

Ndovanhu vatinozoona vane maoko akasviba kunge tsubvu.
 
Top