makuhwa Terence Mukupe Wants You To Put Some Respek On Lady Squanda

Lenard

Lenard Maseko
Joined
Apr 4, 2018
Messages
4,688
Solutions
38
Reaction score
50
Points
278
Location
Cape Town
Terence Mukupe On Lady Squanda 1.webp

Terence Mukupe On Lady Squanda 2.webp

Terence Mukupe insisted Zimdancehall artiste Lady Squanda should get enough respect since she is one of the top female Zimdancehall artists in the industry.
 
Respect yechiiko? Lady Squanda haasi riye here wekudyisa Skimbo Ziso Regondo tsoka ine shena? Nhasi moda respect manje?

Terence Mukupe ngaango buda chete pachena kuti Lady Squanda anomuitira kwete zvekuswero tenderera. Pamwe iye Terence Mukupe wacho anogona akatombo mhanya naLady Squanda.
 
Respect yechiiko? Lady Squanda haasi riye here wekudyisa Skimbo Ziso Regondo tsoka ine shena? Nhasi moda respect manje?

Skimbo Ziso Regondo is the one akatanga kudenha Lady Squanda wacho. Saka waida kuti Lady Squanda aite sei pakadaro?
 
So urikuti zviri right here kudyisa munhu tsoka ine shena?

Tsoka ine shena ndiyepi and yawakaonera kupi kwacho? Ndo zvinhu zviri kutaurwa naTerence Mukupe izvi kuti ipaiwo Zimdancehall artist Lady Squanda respect.
 
Tsoka ine shena ndiyepi and yawakaonera kupi kwacho? Ndo zvinhu zviri kutaurwa naTerence Mukupe izvi kuti ipaiwo Zimdancehall artist Lady Squanda respect.

Video yaSkimbo Ziso reGondo achikamburiswa tsoka naLady Squanda hauna kuiona here? Hindava uchingoda zvekuspina nyaya iwe.
 
Trending content

Sponsored

Top