Tafadzwa Twabam
initiate
Vamwe vanhu vedzimwe nyika vanonwa mukaka wengamera ("camel's milk") nekuti vanoti ivo une mabhenefiti ehutano anosanganisira se kudzivirira gomarara, chirwere cheshuga, uye chirwere chemwoyo.
Hezvo! @Tafadzwa Twabam ini mukaka wengamera handimbofi ndakanwa izvozvo.
Tipewo ma serious sha. Kuti zvaita sei?
What about nyama yengamera, ungaidya here?
Ndeupi musiyano pakati pemukaka wemombe nemukaka wengamera?
What about nyama yengamera, ungaidya here?
Ndakamboedza kunwa mukaka wembudzi—it tastes weird, and that being the case, ini ndoda mukaka wemombe chete, so thank you! Zvimwe izvo, haibo!
Do you mind to describe taste yemukaka wembudzi?
Goat's milk didn't taste anything to me, I mean, it was NOTHING, and that's why I felt weird about it!?
Ndiri kungoda kuziva kuti vanhu vakasvika sei pakuzoda mukaka wema camels?
Ini handidi mukaka wengamera, asi zvigunwe zvengamera zvinounza kunyemwerera kumeso kwangu, uyezve ndinobva ndanzwa ropa rangu kumhanya. ??