Mushonga webhabharasi chii? Ndoreva unoshanda nguva dzose.
Borrowdale Barron grand master Dec 3, 2019 #1 Mushonga webhabharasi chii? Ndoreva unoshanda nguva dzose.
Scorpio grand master Dec 3, 2019 #3 Kunwa mvura nekudya ndiwo mushonga webhabharasi hapana chinopfura ipapo.
Borrowdale Barron grand master Dec 3, 2019 #4 Shamiso said: Lemon water inopedza bhabharasi. Click to expand... Sei wati lemon water?
Shamiso initiate Dec 3, 2019 #5 Borrowdale Barron said: Sei wati lemon water? Click to expand... Nekuti lemon water igood source yeVitamin C and inobatsira to keep the body hydrated.
Borrowdale Barron said: Sei wati lemon water? Click to expand... Nekuti lemon water igood source yeVitamin C and inobatsira to keep the body hydrated.
Black Panther grand master Dec 3, 2019 #6 Prevention is better than cure saka, zvebhabharasi it's usually a matter yekutanga wadya usati wanwa and kunorara usina kunhwa mvura. Not zvinoitwa nevamwe vanhu zvekurova chapomba apa mudumbu hauma kana chinhu.
Prevention is better than cure saka, zvebhabharasi it's usually a matter yekutanga wadya usati wanwa and kunorara usina kunhwa mvura. Not zvinoitwa nevamwe vanhu zvekurova chapomba apa mudumbu hauma kana chinhu.
Bla Jedza apprentice Dec 3, 2019 #7 Shamiso said: Nekuti lemon water igood source yeVitamin C and inobatsira to keep the body hydrated. Click to expand... Lemon water haiite kuti munhu awonde here?
Shamiso said: Nekuti lemon water igood source yeVitamin C and inobatsira to keep the body hydrated. Click to expand... Lemon water haiite kuti munhu awonde here?
Shamiso initiate Dec 3, 2019 #8 Bla Jedza said: Lemon water haiite kuti munhu awonde here? Click to expand... Nyaya ye kuslimmer it's about diet. Zvakangofanana nevanhu vanoenda kugym everyday asi diet yavo iri out of focus with their health goals. Hapana zvazvinoita in terms of reaching a target body weight.
Bla Jedza said: Lemon water haiite kuti munhu awonde here? Click to expand... Nyaya ye kuslimmer it's about diet. Zvakangofanana nevanhu vanoenda kugym everyday asi diet yavo iri out of focus with their health goals. Hapana zvazvinoita in terms of reaching a target body weight.
Black Panther grand master Dec 3, 2019 #9 Shamiso said: Nyaya ye kuslimmer it's about diet. Zvakangofanana nevanhu vanoenda kugym everyday asi diet yavo iri out of focus with their health goals. Hapana zvazvinoita in terms of reaching a target body weight. Click to expand... Wataura shuwa, munhu anomukira kugym then a few hours obva atanga kudutira maziku sadza, on top of that plate yakaita kuzara muriwo nenyama.
Shamiso said: Nyaya ye kuslimmer it's about diet. Zvakangofanana nevanhu vanoenda kugym everyday asi diet yavo iri out of focus with their health goals. Hapana zvazvinoita in terms of reaching a target body weight. Click to expand... Wataura shuwa, munhu anomukira kugym then a few hours obva atanga kudutira maziku sadza, on top of that plate yakaita kuzara muriwo nenyama.