Status
This thread is closed. Learn more
Muimbi wemusambo weZimdaansaal myuuzik Celscius Wayne ane dambapfupi rake ritsva rinonzi Refix Replica rakabva kubuda manje-manje so.

Dambapfupi iri Refix Replica rinowanikwa on dijital myuuzik streaming platforms senge Spotify, Apuro myuuzik and etc. Zvisinei, avo vanhu vanenge vachida kutevera Celscius pasoshari midhiya vanogona kumubata pahenduru yake @celsciuswayne

Pazasi apa ndanyora tracklist yemumhanzi mutsva waCelscius.

Refix Replica (Tracklist)​
01 – Kure​
02 – Zinoita Zvega​
03 – Unodiwa​
04 – Eyo​
05 – Ngazviti Darike​
06 – Rudo Rwako (feat. So Broke)​
07 – Ndomuda​


 

Attachments

  • Celscius Wayne (Tafadzwa Mwandira) - Refix Replica EP Album.jpg
    Celscius Wayne (Tafadzwa Mwandira) - Refix Replica EP Album.jpg
    73.2 KB · Views: 11
  • Zimdaansaal Aatis Tafadzwa Mwandira (Celscius Wayne).jpg
    Zimdaansaal Aatis Tafadzwa Mwandira (Celscius Wayne).jpg
    81.6 KB · Views: 10
Status
This thread is closed. Learn more
Top