Muimbi wemangoma eZimdaansaal myuuzik Seh Calaz anenge achi launcher dambarefu musi was 24 August gore rino at Kensington Hall kuCape Town, South Africa.
Zimdaansaal album "Love Story" raSeh Calaz riri kutarisirwa riine nziyo dzemhando ye pamusoro-soro, zvinova izvo zvasiyana nemuchongoyo unonzwisa vanhu musoro.
Seh Calaz anenge achitsigirwa nevamwe vabati ve mangoma eZimdancehall vanoitwa ivo ana:
- Tipsy Mabhanditi
- Twins Of Twins
- H Killer
- Bandit Kid
- Juggling Family
- Don Family
- Big League
- Badman Injection SND
- Cherry Bomb
- Small-X
- Magic Touch
- Morgan Stitch
- Ruffkurt
- Boss Jojo
- Baby Ladies
- Boss Bhebhe
- Shawn Cash
- Boss Sadam
- Ngamla Boss