Varimo wani.
Wangu give examples kana uchiti varimo.
Iyi it's just a quick of Zim celebs vanganzi influential couples mu Zim:
- Olinda Chapel and Tytan Nkomo.
- Madam Boss and Ngoni.
- Pokello and Ngoni.
- Stunner and Dyonne Tafirenyika.
- Wicknell Chivayo and Sonja Madzikanda.
- Peter Moyo and Rutendo Makamache.
List iro rakadhakwa.![]()
Why?
[...] Madam Boss is more popular and influential than Ngoni by far. Saka zvekuti power couple it's non-starter. [...]
Ngoni is actually Madam Boss' manager so he plays a role in Madam Boss' comedy. They go hand in hand.
Power couple zvinoreva kuti both vanhu two vacho are suppose to have mukurumbira on their own without being mainly recognized just because urikudanana na nhingi.
For example, Stunner made Olinda Chapel, Pokello and Dyonne Tafirenyika kuti vazivikanwe.
Desmond Chideme did *NOT* make Pokello Nare famous. Aah!![]()
So Stunner wacho iyeye anoshorwa nevanhu ane nechekuita pese panongonzi Queen Of Swagger unless paitwa rebranding.
Stunner anoshorwa naniko?
Kana paine munhu who doesn't get enough respect mu Zim Hip Hop music business ndi Mudiwa Hood.
View attachment 1445
Dambudziko rina Mudiwa Hood is, he focuses too much pamucheno than pakubata microphone.
Vanhu see him as a Zim celeb Fashionista than muimbi we mumhanzi we Zim Hip Hop music.
Dambudziko rina Mudiwa Hood is, he focuses too much pamucheno than pakubata microphone.
Vanhu see him as a Zim celeb Fashionista than muimbi we mumhanzi we Zim Hip Hop music.
You left out how Mudiwa Hood is constantly showing off mukadzi wake via Instagram stories instead of making album announcements.
Hezvo - siyayi vanhu vadanane munorwadziwa neiko?
So Stunner wacho iyeye anoshorwa nevanhu ane nechekuita pese panongonzi Queen Of Swagger unless paitwa rebranding.
Potse, potse Olinda Chapel might follow suit hameno.