Sha...dai uchimboziva kuti Queen of Swagger vanonyanya kuzvifonera dai usingabvunze zvinhu zvakadaro.
Chimuti chekunaka hachisi chaQueen of Swagger dai wati kuchena maybe tingakunzwa.
Irinyaya yefezula chete then ndinoti hangu:
- Kim Jayde
- Misred
- Olinda Chapel
- Tamy Moyo
- Jackie Ngarande
Misred vano zviregedzera zvavo.
Why wadaro?
Dai vamboti ka exercise mbichana sezvinoitwa naFadzayi Mahere, mmm.

You oans need to put some respek on Misred. She is a lovely lady.
No cap.
lie, lie.
Dai vamboti ka exercise mbichana sezvinoitwa naFadzayi Mahere, mmm.
You should comment without being rude.