1: jealousy

2: sadza (i.e., a staple food in the Republic of Zimbabwe that is made from maize mealie meal called hupfu. Sometimes it's made from finger millet or zviyo in chiShona language).


Example for 1​

"Hapana chakaipa munyaya yejembi kana vanhu vachidanana. Igaroziva rudo nejembi zvinhu zviviri zvinofambidzana pamwepo."

Example for 2​

"Ndarohwa nehon'azi ndakutomboda jembi ndokuti zviite."


Synonyms for jembi (i.e., as they relate to sadza)​
Chidhaka​
Jeda​
Jembura​
Jespaspa​
Jesti​
Jenachena​
Kachena​
Mukonde​
Muponesi muchena​
Poshto​


Synonyms for jembi (i.e., as they relate to jealousy)​
Daka​
Mafi​
Zondo​
Zvondo
Bundu​
Rutodo​
Ruvengo​
Chigumbu​
Author
Nolwazi Kwayedza
Views
695
First release
Last update
Rating
0.00 star(s) 0 ratings

More resources from Nolwazi Kwayedza

Top