means ragi or finger millet (a small, nutritious, and resilient cereal grain high in protein)


Synonyms:
  • rapoko
  • rukweza

Example sentences​

Maya, handidi sadza rezviyo. Actually, handitomboda sadza, ndinofarira mupunga kana manudhuru.

No, I don't like sadza made from finger millet. Actually, I don't even like sadza, I prefer rice or noodles.

Zviyo ndicho chikafu chinodyiwa nguva zhinji munyika dzakawanda dzemuAfurika uye chinokosheswa zvikuru nekuda kwekuti chinosimbisa hutano hwako.

Finger millet is a staple food in many African countries and is highly valued because it boosts your health system.
Author
Nolwazi Kwayedza
Views
119
First release
Last update
Rating
0.00 star(s) 0 ratings

More resources from Nolwazi Kwayedza

Top