question Kushama ndiyo mhiko yekuti munhu aite IG model here?

recommended
Chivanhu hakuchina hama woye.

Yeah, from stone age, iron age chakadero; manje zvino tapinda matinoti imo mu musvorologist age, ndemwe yekedero.

Sadaka rekuti pano pashamwama, apo wanike futi musvuwu masikati machena ungati huroyi wekutemerwa nyora dze sombonyo!

Lenard

Lenard Maseko
Igaroziva wani kuti mhiko yekuwana ma blesser kana ma sponsor pa Instagram gumbo ngaribuditswe rirohwe nemhepo kuti amablesser vaite cost-benefit analysis yekupinda yeke-yeke here oro kuzviputiridza?
 
Top