Of course, there are so many different types of jobs and occupations. However, in this haatikl, I will hexpagorate a reasonable number of different professions in chiShona language that most people are familiar with.
| English | ChiShona |
|---|---|
| Actor/actress | Mutambi wemafirimu or Mutambi wemabhaisikopo |
| Artist (singer/songwriter) | Muimbi/munyori wenziyo |
| Audio engineer (sound engineer) | Injiniya wemumhanzi or Injiniya wemarekodhi |
| Barber (coiffeur) | Bhabha, Mugeri wevhudzi |
| Bodyguard | Monya, Mbombo |
| Bus Driver | Mutyairi wedutavanhu, Mutyairi webhazi |
| Carpenter | Muvezi |
| Con artist (hustler, yahoo boy, scammer, etc) | Mbivha, Mbavha, Chivharo, Chiridhi, Gube, Tsotsi, Gwara, Munyengedzi, Ndyire or Nhavatava |
| Commercial farmer (or residential farmer) | Murimi |
| Commuter omnibus driver/conductor/tout | Hwindi or Mutekenyi wekombi |
| Computer programmer (software engineer/developer) | Injiniya wemakombiyuta |
| Computer scientist | Saindisiti wemakombiyuta |
| Dentist | Dhokotera wemazino, or Chiremba wemazino or vemazino |
| Diplomat | Dhipuromati |
| DJ (disc jockey) | Muridzi wemarekodhi |
| Doctor | Dhokotera or Chiremba |
| Economist | Ikonomisiti |
| Elected president | Mutongi wenyika, Mutangamiri wenyika, Nhungamiri yenyika |
| Engineer | Injiniya |
| Fish farmer, piscator | Mudzimba |
| Foreign intelligence officer (spy, etc) | Musori, Jonhi or Mujoni |
| Foreman | Foromani or Mupikiti |
| Housemaid | Sisi Vebasa, Musikana webasa, Dhidhabha |
| Journalist | Mutapi wenhau or Mutori wenhau |
| Judge (magistrate) | Jaji or Mutongi |
| Lawyer (attorney, solicitor, barrister, advocate, etc) | Gweta |
| Marriage commissioner | Mudzviti |
| Mechanic | Makanika |
| Messenger | Nhumwa, Nhume |
| Registered Nurse | Mukoti |
| Midwife | Nyamukuta |
| Pastor (preacher, reverend, etc) | Mufundisi, Muparidzi wevhangeri, Muranda wevhangeri |
| Photographer | Mutori wemifananidzo, Mutori wemafoto, Mutori wemapikicha |
| Pilot | Pairoti or Mutyairi wendege |
| Priest | Mupristi or Muprista |
| Prime minister | Nhungamiri yehurumende, Mutungamiri wehurumende |
| Poet | Nyanduri, Mudetembi |
| Politician | Poritizheni |
| Police officer (intelligence officer, spy, etc) | Mupurisa or Mungonjo |
| Prophet | Muporofita or Muprofita (slang papa) |
| Security guard | Mahobho, Gadhi |
| Scientist (astronomer, botanist, physicist, etc) | Sayindisiti |
| Screenwriter | Munyori wemafirimu |
| Secretary | Sekiritari |
| Soccer player | Mutambi webhora, Mutambi wenhabvu |
| Soldier | Musoja |
| Student | Mudzidzi |
| Teacher (lecturer, tutor, instructor, etc) | Mudzidzisi, Murayiridzi |
| Train driver | Mutyairi wechitima or Mutekenyi wechitima |
| Writer (author, blogger, ghostwriter, etc) | Munyori |