Muroora.![]()
Usatange kumanikidzira Ginimbi naCici patiri. Hapana chiri kuitika ipapo chakakomba asi kuchaya mapoto badzi.
Dai aive ari serious angadai amuita muroora izvozvi.
Iwe unofanirwa kufunga kuti chii chiri kumutorera nguva yakawanda, kana akagadzirira kumuroora.
Nei uchingoshora zviri kuitika pakati pavo?
Rega Genius Kadungure and Ciamera Jimenez vaite izvo zvinoita kuti vafare.
Zvavari kuita hazvifanirwe kunge riri bhizimusi revanhu vese mushure mezvo.
Vano zviburitsa pachena, saka ikozvino ratova bhizinesi redu zvakare.
Jus laik Olinda naTitanic — pavanounza bhizinesi ravo pachena kuti ruzhinji ruone.
Ndiani waunoti "Titanic?"![]()
Saka kana Cici Amor achiuya kuno kuZimbabwe. Imi vanhu munofunga kuti Ginimbi anomubhadhara madhora mangani?
Saka kana Cici Amor achiuya kuno kuZimbabwe. Imi vanhu munofunga kuti Ginimbi anomubhadhara madhora mangani?
Cici Amor ane muviri wakanaka.
Kwete izvo zvatinoona kubva kune mamwe maZim slay queens emahara.![]()
Kupfuura Zodwa here?
Which Zodwa? Do you mean Zodwa WaBantu or Zodwa Mkandla.
The later.
Aah hameno but muviri wake ndewe chokwadi here?
Ahyas... vanhu ve muZimbabwe mune tsika yekuda kuudza Genius Ginimbi Kadungure zvekuita nemari yake.
That's not the story my guy. The story is why did he leave Zodwa Mkandla for Cici Amor?