Borrowdale Barron
grand master
How come many "Yahoo boys" make money fast? What's the secret behind it?
It's ritual money, scamming and fraud... vanobata mushonga futi.
Saka uyu weMafaro gore negore haufunge kuti he touches onini futi here?
Mudhara kwamakusvitsa nyaya handikuzive. Team ndere madhiri akati oh.
Mbashto yacho ye maYahoo boys yakaita sei?
Mushonga wacho hanzi hauoneke nemaziso. Paunoona magic handiti unongoona zvinhu zvacho zvatoitika. So mbashto yacho inotoitirwa maritual ari strict and asingadi kubhabhauka zvedzungu.
Ma money ritual acho maYahoo boys vanenge vazvidzidzira kupi?
Saka uyu weMafaro gore negore haufunge kuti he touches onini futi here?
Who is this oan you are referring to?
Who is this oan you are referring to?
He is rapping about the next flossing oan.
The one who had beef with the big-boned private contractor?