Zimdaansaal artiste anonzi iye Killer T (kana kuti Chairman) achange achiridza mumhanzi wake live muBenoni at Jerry's Coffee Shop.
Mafaro aya achange achisimbiswa na:
Mafaro aya achange achisimbiswa na:
- Abra Simzz
- Irie Dread
- Lewis Lutan
- MC Jamrock
- Admission = R150
- VIP = R250