mari yemusana

Definition: money earned from sex work.


Note: the synonym for mari yemusana is mari yegotsi which obviously means the same thing as stated above.

Example usage:
Person 1: "Mabasa nemararamiro anosiyana."

Person 2: "Ehe, and zvevamwe imari yemusana, mari yegotsi yatinovhairirwa nayo."

Person 1: "Zvakadaro hazvisi zvekuchiva."
Author
Nolwazi Kwayedza
Views
363
First release
Last update
Rating
0.00 star(s) 0 ratings

More resources from Nolwazi Kwayedza

Top