makuhwa Andy Muridzo Apfekedza Nyarie Mukucha Ring

Bla Jedza

apprentice
Latest Zim News - Zimbabwe Celebrity Andy Muridzo Proposed To His Girlfriend.webp

Latest Zimbabwe News - Andy Muridzo Marries Nyarie Mukucha.webp

Latest Zimbabwe News - Andy Muridzo Proposing To His Girlfriend.webp

Nyarie Mukucha and Andy Muridzo (Zimbabwe Celebrities).webp

Muimbi wemumhanzi weAfro-Fusion Andy Muridzo (Andrew Ngwenya) atora chinhanho cheku propoza kune gero rake Nyarie Makucha, and zvinenge zvafamba zvakanaka sezvo mukadzi uyu abvuma kuva engaged kuna Andy Muridzo.

Mushure mekuitika kweizvi, Andy Muridzo akarambana nebaby mama yake Chido Manyange (oro vanonzi Mai Keketso), zvakambo konzera hovhiyo yakapindirwa neve kuHukeyi uyu wedu, Olinda Chapel achizama kugadzirisa nyaya dzevanodanana.

Zvisineyi hazvo Andy Muridzo nemudzimai wake mutsva Nyarie Makucha, havasi kuzomira kudanana kunyangwe ruzhinji ruchipikisana nazvo.

Paita rudo rune moto — mmm. :love: Nhapitapi nhaika!
 
Chionayi nedzungu rese riya rinana Olinda Chapel varikupi zvino?

Ndakambozvitaura izvi kuti dai Olinda Chapel aziva zvake naTytan Nkomo iye manje nhasi akarambwa.

Apa ndiye anga ari number one munyaya yaAndy Muridzo naNyarie Mukucha while zvinhu zvacho zvisitorineyi naye.

This relationship ya Andy Muridzo I can foresee ichi afekta music career yake muZimbabwe.

Panzvimbo yekuti female fan base iterere music yake nyaya inenge yave kunzi, "Andy Muridzo akasiya mukadzi wake Chido Manyange achitambura nekuchengeta mwana".
 
Reverse publicity uchiti chii ipapa? That will be less ethical.

Ethics kudiniko... Siyaso!

Hapadi ethics panyaya ye publicity because both Andy Muridzo and Tytan Nkomo are in need of reverse publicity saying kuti they were dealing with drama queens who brought them agony.

Otherwise main attention inoramba iri about who they are in-love with, or who they used to be in-love with

And less about the main, main, main focus which is their music!
 
Shuwa because if you look pana Tytan Nkomo dzangova nyaya dzake about Olinda Chapel doing zvima live videos whilst iye wacho Tytan Skhokho should be the center of attention.
 
Shuwa because if you look pana Tytan Nkomo dzangova nyaya dzake about Olinda Chapel doing zvima live videos whilst iye wacho Tytan Skhokho should be the center of attention.

Ini I don't think many Zim artists approach their relationships from a serious business context. Ndosaka vamwe vachizobondera.
 
Ini I don't think many Zim artists approach their relationships from a serious business context. Ndosaka vamwe vachizobondera.

They do hanti many male Zim celebs vari kutochengetwa nevakadzi.

Chasara kuti ivo ma male Zim celebs vatange kupfeka mapitikoti ne mabhodhi pamusoro. Since hurume hwacho hakusisina.
 
Trending content

Latest posts

Top