Bla Jedza
apprentice
Muimbi wemumhanzi weAfro-Fusion Andy Muridzo (Andrew Ngwenya) atora chinhanho cheku propoza kune gero rake Nyarie Makucha, and zvinenge zvafamba zvakanaka sezvo mukadzi uyu abvuma kuva engaged kuna Andy Muridzo.
Mushure mekuitika kweizvi, Andy Muridzo akarambana nebaby mama yake Chido Manyange (oro vanonzi Mai Keketso), zvakambo konzera hovhiyo yakapindirwa neve kuHukeyi uyu wedu, Olinda Chapel achizama kugadzirisa nyaya dzevanodanana.
Zvisineyi hazvo Andy Muridzo nemudzimai wake mutsva Nyarie Makucha, havasi kuzomira kudanana kunyangwe ruzhinji ruchipikisana nazvo.
Paita rudo rune moto — mmm.
