Sei vamwe vakadzi vachichengetesa varume vana vasiri vavo?

Numero Uno

grand master
Joined
Mar 14, 2018
Messages
1,652
Solutions
9
Reaction score
37
Points
278
Location
Bulawayo, ZW
Ngeyi vamwe vakadzi vachiita kuti varume varere vana vasiri vavo?
 
recommended
Vamwe vanenge vakateya gwalangwa through maintenaince ("child support"); vamwewo vakadzi vanenge vaita chihure chavo vakarorwa. Saka hapana pavachataura chokwadi chizere kuti mwana uyu ndewa blesser nhingi, vanongonyarara zvakadaro. Murume ongotambira zviripo achiti mwana ndewake chaiye, nyambisirwa manyepo badzi.

Trending content

Sponsored

Top