There are various different reasons mukadzi choose kuchengetesa murume mwana asiri wake.
Asi chikonzero chikurusa ndechekuti some women vanenge vasingatozive kuti the real biological father wacho ndeupi.
Saka vanongo chansa kune murume anenge aripanyanga nguva iyoyo otobvuma.
Chasara kuchata and of course zvatovharana zvakadaro.
Inenge yatova kekere-dhukeke ngoma ndiyo-ndiyo bhora mberi, chekumirira chacho hapana.