That's gross!
Kudyisa murume ropa rekumwedzi ndokuti zviite sei manje?
Kushandiswa kweropa rwokumwedzi zvinowanzoitwa nevakadzi vanenge vagwinha
shoroma circumstantially.
Ndosaka muChivanhu oans vasina kuroora (or even vakaroora vacho) vachiwanzo kurairwa kuti varege tsika yekuenda kwese-kwese vachingodya anything chambikwa by daiges whom they are supposedly having an affair with.
However, chisingazivikanwe nevanhu vazhinji ndechekuti nzira iyi inogona kukupandukira and cause problems for you.
Izvi zvinoitika nekuti nyaya yekuda ku sorta munhu nemushonga means rudo urwu won't be stable considering that iwe unenge wakanganisa kuda kwemumwe munhu (id est, you'd have tampered with someone's will from a spiritual perspective without them giving you consent).
Uyezve unogona kupedzisira wave kufanira uchiramba uchizviita routinely so that murume uyu doesn't go back to his factory settings, for example, if you only want him for money. Of which this can be easily achieved if the daige stays with him (id est,
kubika mapoto).
If she doesn't stay with him she can alternatively make sure she has in possession one of his belongings, for example, nduwe yake and as a consequence, use it for mbashto lob parangglz.
But then again that means she won't be using ropa rwokumwedzi in that case, although this method will probably have more effect than zveropa rekumwedzi izvo.