Muimbi anonzi Tristel achaburitsa dambarefu rake idzva remimhanzi wakasiyana-siyana munguva pfupi iri kutevera. Tristel uyu anozivikanwa nenziyo dzake senge dzinoti: "Let You GO" "Zobona" "Dirty Games"