Lenard
Lenard Maseko
Muimbi wemisambo yemumhanzi wakasiyana-siyana uyu anonzi Nox Guni anekambo katswa "I'm In Love" kachaburwa munguva inotevera, pedyo apa manje-manje. Nox ariku kurudzira ruzhinji mushowe rudo kune tarenda rake rekuimba raanoita, saka zvodawo kuti mutarisewo mabasa ake emumhanzi paYuchubhu chanero yake.