Long distance relationship inongoda vanhu vasina pride. Communcation inofanwa kuitika every minute or whenever you get the chance and make sure waakuita business you let munhu wako know kwete kuti anozokutsvaga asingaziye kuti ukumboiteyi, ndoopanozobva kunyeberana. And above all be transparent in everything nemunhu wako and being honest that way zvinofaya.