Bla Jedza
apprentice
Zim hip-hop rapper Stunner (Desmond Chideme) felt he should enlighten the Zimbaz about what it really means to have chimuti since the novel idea of chimuti has been misconstrued by many individuals on social media.
Stunner wrote:
Stunner wrote:
"Nyaya yechimuti iyi hama dzadiwa haisi yenhumbi dzako chete, kugeza . Kugeza chaikwo mwana sikana, kunhuwirira ma furauzi muviri wese kunyanya uko.
Ganda kutaima pasina mazuva atinomboona uine shena, mbova kana kugwauta muromo wako kunge wakazvarirwa panze shabhini kana bhawa rekanzuru.
Iva munhu wekuti vapfanha vese vanoshuvira kusvika pauri asi vanozeza nekuda kwezvavari. Most of all iva mukadzi wekuti vasikana vechidiki vanotarisira kwauri nekushuvira kuitawo sezvauri. UNE CHIMUTI HERE???? Kana kuti wakadzikira pa"