Borrowdale Barron
grand master
Why don't Tatelicious and Mvenge Mvenge Facebook group admins get along?
Hanti Tatelicious anotaurisa and anongotuka vanhu including vanhu vacho vanenge vamupa majuicy.
Tatelicious agara anevavengi hobho nenyaya yehu ngochani wake since vazhinji vemu Zimbabwe havafarire nyaya dzengitozo.
Munhu akangobuda mucloset vanhu vanenge vatove busy to critize and flame wars. For me zvekuti munhu ingochimbi I don't care it's their life but shading someone's mother over Facebook then haaa ndokufarisa.
Vanhu mogoti Melly Mamoyo anekakufarisa iye wenyu Tatelicious ndiye wekuyanika Mai Titi paFacebook nema stories ekuti Madam Boss naJah Prayzah vakaita bonde wani. Tatelicious akariona kupi bonde raMadam Boss?
Hanti Tatelicious anotaurisa and anongotuka vanhu including vanhu vacho vanenge vamupa majuicy.
Asiwo kuMvenge Mvenge kwacho vanefavor panyaya dzavo vakangofanana neZim Celebs.
What do you mean Zim Celebs is biased?
Haven't you seen Zim Celebs is biased and shows more support for Madam Boss and not enough support for Mai Titi. In that case they are biased. Tasha was the latest victim of Zim Celebs.
Saka moda kuti day in and day out paZim Celebs pagare pachingonzi Mai Titi and Tasha here? Speaking of which, Tasha should slow her role - ane dzungu too much mwana iyeye and she is trying to be the center of attention in Zim Hip Hop.

Y'all staying hating on Tashamiswa. Dis tew much.![]()
Zvimwe ndezvimwe but pafeya chaipo Tashamiswa and her stans stay spaming IG wanting everyone to kiss Tasha's ass for what though? I don't see Natasha Muz' or Kikky Badass fans doing all that.