Numero Uno

grand master
Joined
Mar 14, 2018
Messages
1,652
Solutions
9
Reaction score
37
Points
278
Location
Bulawayo, ZW
What exactly is musvo, and what does it mean?
 
Musvo has got 2 meanings:
  • Unotsanangura tsanga/shanga dzezvirimwa dzapatsanurwa kubva mumakanda kana pahupi semuenzaniso, nyimo kana dzashokorwa unenge wave musvo kana kuti chibage kana chatsokonyorwa/kupurwa unenge wave musvo wechibage.
  • Unotsanangura zvekare munhu asina kusimira, kana kuti munhu asina kupfeka. Though the right word for nakedness in Shona should be musvi.
 

Trending content

Sponsored

Top