Wehn yu seh ndiani Zim celeb akanaka, unorevei chaizvo? Fesi, muviri oro zvese?
Ndiri kutaura kunyanya nezve chitarisiko chechiso..
Zvipiko.
Zvino unofunga kuti ndiani manje akanaka pakati pavo?
Jackie Ngarande akanaka but ane noise and she is somewhat gwash.
Or mumwe arinanewp ndi Lorraine Y. Guyo although Zim comedy yake ichibhohwa.
-- disclaimer: zvandataura haisi handwriting yangu saka musandikote please --![]()
Kim Jayde Robinson.![]()
Kim Jayde Robinson haana mukurumbira. Munomuti celebrity pachii?
Izvo zvinhu zvaunonyora unombogaya here kana kuti unongo posta?![]()
Ndiri kutaura kunyanya nezve chitarisiko chechiso..
Rank | Zim celeb |
---|---|
1 | Kim Jayde |
2 | |
3 | Olinda Chapel |
4 | |
5 | Jackie Ngarande |
Saka murikundiudza here kuti pakati penyu mese patoshayawo munhu ati the Queen of Swagger?![]()
Saka murikundiudza here kuti pakati penyu mese patoshayawo munhu ati the Queen of Swagger?![]()
Ko Tinashe?
Ingawani tinogaro zvitaura kuti uyo wamunoti 'Tinashe' hatimude nekuti akaramba mureza wedu.
Mudzimu yakamurasha kare kusvika aziva kwaanobva haikona kungo bhabhauka sezvinonzi bambo havasi veku Zimbabwe.