Ndeupi celebrity muZimbabwe ane "chimuti" pakunaka?

Bla Jedza

apprentice
Joined
Aug 18, 2019
Messages
950
Solutions
3
Reaction score
71
Points
28
Location
Harare, ZW
Saka ndeupi Zim celebrity wamugati ane 'chimuti' parunako pane vose?
 
Zvino unofunga kuti ndiani manje akanaka pakati pavo?

Jackie Ngarande akanaka but ane noise and she is somewhat gwash.

Or mumwe arinanewp ndi Lorraine Y. Guyo although Zim comedy yake ichibhohwa.

-- disclaimer: zvandataura haisi handwriting yangu saka musandikote please -- :whistle:
 

Attachments

  • Zimbabwe Beautiful Woman - Lorraine Guyo.webp
    Zimbabwe Beautiful Woman - Lorraine Guyo.webp
    97.3 KB · Views: 618
Saka murikundiudza here kuti pakati penyu mese patoshayawo munhu ati the Queen of Swagger? :unsure:
 
Saka murikundiudza here kuti pakati penyu mese patoshayawo munhu ati the Queen of Swagger? :unsure:

Sha...:confused: dai uchimboziva kuti Queen of Swagger vanonyanya kuzvifonera dai usingabvunze zvinhu zvakadaro.

Chimuti chekunaka hachisi chaQueen of Swagger dai wati kuchena maybe tingakunzwa.
 

Trending content

Sponsored

Top