Handizive asi pamwe kuti Tatelicious Karigambe-Sandberg.![]()
Pokello, Madam Boss and Gonyeti.
Pokello doesn't qualify as an entertainer. She does jack as a Zim celebs that makes her the Queen of Zim entertainment.
Kana iwe uchiti kwete. Saka iye ane mukurumbira wei?
Mukurumbira wacho waPokello hautaurike. Ngatimbotii anozivikanwa nekuzivikanwa.
Bla Jedza, ndiri kuti famous for being famous.
Pokello wasn't famous before fame.
Saka it doesn't make sense what you are saying.
She acquired the sauce through Stunner da Des.
Anofanira kutenda mudhara Dziva Stunner.
Stunner da Des haana kumboitira chero Pokello (the Queen of Swagger) chinhu one chinga pembedzwa nenyika yese.
Muri vanhu vanopenga here?![]()
Zvinorevei izvo?
That's Pamela Nomazwe Mlunjwana throwing shade at Pokello. She is referring to Pokello's post in which Pokello Nare said, "I Don’t do Competitions, Just Title Deeds. Let that sink in!". Basically, Pamela is saying Pokello Nare is so washed up and there isn't any Zimbabwe celebrity who has the time of their day to be competing with her.
View attachment 1514
Uyu Pokello Nare nei asinga pindirani nema Zim celebs akawanda?
Pamela Mlunjwana ishamwari naLuminitsa Dumbisa Jemwa here?
Pamela Mlunjwana ishamwari naLuminitsa Dumbisa Jemwa here?