Queen

grand master
Kutsotswa Beans is something which normally occurs when a couple is dating and the oan promises the daige the world to her, but before she knows it, she'll find out next oan is only after stonyeni and nothing else.
 
Scorpio

grand master
Haiwawo, ini ndinoti hapana munhu anotsotswa beans. The same applies nenyaya yekuti munhu anochayiswa mapoto.

If two consenting adults hook up obviously there is going to be some form of action down the line.
 
Y'all oans and your double standards. Ndimi futi munopedzisira mavekuti hamudi kuroora mvana yet at the same time y'all be chaisaring mapoto vana vevanhu.
 
Scorpio

grand master
Y'all oans and your double standards. Ndimi futi munopedzisira mavekuti hamudi kuroora mvana yet at the same time y'all be chaisaring mapoto vana vevanhu.

Munhu wese ane right to his own opinion and preference.

Kana munhu wechirume asingandi mukadzi ane mwana anenge asingandi ndo choice yake. Mungamudii?

Even some daiges don't wanna be caught up in a situation and having to deal with a dude who has got multiple baby mamas.
 
Borrowdale Barron

grand master
Y'all oans and your double standards. Ndimi futi munopedzisira mavekuti hamudi kuroora mvana yet at the same time y'all be chaisaring mapoto vana vevanhu.

Slow down... You are blowing this thing out of proportion.

"Kuchayisa mapoto" it's co-habitation and doesn't mean mukadzi will end up ava nenhumbu.

Inga wani gap rema slay queens ndere kuchayiswa mapoto nezvimadhara zvematumbu ana fudhu... and y'all still don't see them with strollers and buggies.
 
Lenard

Lenard Maseko
Slow down... You are blowing this thing out of proportion.

Inga wani gap rema slay queens ndere kuchaiswa mapoto nezvimadhara zvematumbu ana fudhu... and y'all still don't see them with strollers and buggies.

You really can't say amablessers vanochaisa those socialites mapoto because it's far from cohabitation.

Most of the time ndezve day iroro chete. Next weekend blesser obva akecha chimwe chislay queen zvichingodaro. Ndo madhindirwo anoitwa premium stonyeni nema blesser.
 
Queen

grand master
You really can't say amablessers vanochaisa those socialites mapoto because it's far from cohabitation.

Most of the time ndezve day iroro chete. Next weekend blesser obva akecha chimwe chislay queen zvichingodaro. Ndomadhindirwo anoitwa premium stonyeni nema blesser.

:ROFLMAO::ROFLMAO::ROFLMAO:

You oans bruh.... Say what?
 
Top