Numero Uno
grand master
Olinda Chapel and her beloved husband Tytan Nkomo successfully had a baby shower for their daughter "Nandi" the other day.
Mfana dai apamha futi ropa richapisa.
But Mafans aOlinda Chapel anobhowera kuda kutiudzira zvekucomenta—data nderedu, maphone ndeedu, mukuda titi nice iyo isiri nice here?
She looks too big period musanyepere munhu.
Tytan anongoda bag chete uyu, mmm.
True love nyangwe mukavukura hamuvamise vanhu ava.
Mari inechitema, ndati...
Gare gare paya.
View attachment 1128
Nda Discover type nyowani yemabhebhi musikana mudhafu ari Easy kuLocator.
Haatambe nemucheno anopfeka maDesigner.
But vanga vakafitana havo.
View attachment 1129
Apa Stunner ndo paakarasika apa. Ari mwana waAmai vako unoita kunge ucharova mbama.
View attachment 1129
Apa Stunner ndo paakarasika apa. Ari mwana waAmai vako unoita kunge ucharova mbama.
This is not nice at all guys. Let’s learn to respect vamwe vanhu. How is Tytan Nkomo supposed to feel when you are constantly bringing up Olinda Chapel's past with Stunner Desmond Chideme?
Imi siyai Olinda aah![]()
Hayihwawo Number 8 anoshamisireyi, post hayibviswe kana usingafarire post jamba uyende kune imwe inokuyitira.
Please dont do this... We all have exes... They both moved on let them enjoy their happiness.
Tytan ndiye anerudo apo mudhara Stunner aida mari yaOlinda Chapel.