makuhwa Tytan Got Olinda Chapel's Name Tattooed On His Arm

Status
This post is closed for further replies.

Lenard

Lenard Maseko
Tytan Nkomo hasn't been nervous about putting on a brave front and has gone forward to get his arm tattooed with Olinda Chapel's name as a means to show his dedication to his beloved wife.



Tytan Olinda Tatoo.webp





Tytan Olinda Tatoo 2.webp





Olinda Chapel Baby.webp
 
Tytan akataimira bag raOlinda Chapel ndochete zviripo. Sei Stunner asina kubvuma kuiswa Tattoo yakanzi Olinda Chapel?
 
Ndakagara ndazviona kuti mfana Tytan ane speed too much.

Pane nyaya apa.

Olinda achasiwa neziku heartbreak senge regore riya arambwa futi.
 
Imiwo muno rwara imi. What makes you think kuti Tytan achasiya munhu iye atove baba vemwana waOlinda Chapel wacho.

Zvipiko zvaunotiudza iwe. Hausi kuona here zvirikuitika.

Unoti zviri normal here izvozvo zvekunyorwa zita remukadzi munhu wechirume.

Wakambozviona kupi izvozvo?
 
Status
This post is closed for further replies.

Trending content

Latest posts

Top