Ndakagara ndazviona kuti mfana Tytan ane speed too much.
Pane nyaya apa.
Olinda achasiswa neziku heartbreak regore riya arambwa futi.
Speed rekuda mari here or speed rekuti awane maPaper eku Hukeyi?
Zvese maPaper neBag.
Tytan ndiye manje silent killer.
Kunyepera kunyarara but kana madhiri ake aita naOlinda Chapel achashuzura.
Imiwo muno rwara imi. What makes you think kuti Tytan achasiya munhu iye atove baba vemwana waOlinda Chapel wacho.
Zvipiko zvaunotiudza iwe. Hausi kuona here zvirikuitika.
Unoti zviri normal here izvozvo zvekunyorwa zita remukadzi munhu wechirume.
Wakambozviona kupi izvozvo?
Kana macelebrity mamwe vanoiswa maTattoo wani. Zvazoshata nekuti nhasi zvaitwa naTytan?![]()
Hapana munhu amboti zvakashata. Asi kuti hazvina musoro nekuti mangwana munogona kuswera marambana futi. Wozoita futi sei nezi tattoo iroro.